Lyrics “Zvemoyo” – Takura

Ndiwe mai shonhai
Vano shora zvenyu shorai
Dzimwe nyaya dzave nhorondo
Dzimwe dzenge dzave nhorondo..②
Thinking our love is not going nowhere
You thinking bwt it right now
Ndokuda nemoyo wangu wose
And thats all that i wanna doChimbonzwa chimbo chandakunyorera
Pukuta musodzi nyarara
Tirivanhu venyama tichanyeyewa
But Thats all that they gonna do
Please don’t do this shorty
Please don’t do this shorty
I hate everytime when we do this shorty
Handimuzive tarie
Handimuzive shami
I hate everytime when we do this shoorty
Zvemoyo ndezvedu
Chero tikambo konana ndezvedu
Zvevaviri hazvibvunzwe
Nyaya dzevanodanana hadzibvunzwe
Zvemakuhwa ndezvavo
Chero vakatitaura ndezvavo
Zvanetsa ndibvunze
Zvekuputsirwa musha handibvume
Ndati ndiwe mai shonhai
Vano shora zvenyu shorai
Dzimwe nyaya dzave nhorondo
Dzimwe dzenge dzave nhorondo..②You’re the only girl I’m in love with dzimwe dzave nhorondo
You know that I hate when we fighting kutoshaya zorororo, ahhh
Why why uchi believer marara yea versuri.online
Zveku paradzaniswa ne vanhu inini ndarambaaa
Please don’t do this shorty
Please don’t do this shorty
I hate everytime when we do this shorty
Handimuzive tarie
Handimuzive shami
I hate everytime when we do this shoorty
Zvemoyo ndezvedu
Chero tikambo konana ndezvedu
Zvevaviri hazvibvunzwe
Nyaya dzevanodanana hadzibvunzwe
Zvemakuhwa ndezvavo
Chero vakatitaura ndezvavo
Zvanetsa ndibvunze
Zvekuputsirwa musha handibvume
Ndati ndiwe mai shonhai
Vano shora zvenyu shorai
Dzimwe nyaya dzave nhorondo
Dzimwe dzenge dzave nhorondo..②…
➤ Takura | 2019